Colossians 2:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
iɀi mumvuri weɀicaʋuya; asi muʋiri ndowaKristu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Izvi mumvuri wezvinhu zvaizouya, kunyange zvakadaro, chokwadi chinowanikwa muna Kristu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvi zvinongova mubvuri zvawo wezvichauya asi zvinhu chaizvoizvo zvinhu zvina Kristu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
izvi mumvuri wezvichauya; asi muviri ndowaKristu.
Shona 2009?
izvi mumvuri wezvichavuya; asi muviri ndowaKristu.
Shona SUB 2002 Bible
izvi mumvuri wezvichauya; asi muviri ndowaKristu.