Colossians 2:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
(iɀi ɀose ɀinofanira kuparadzwa kana ɀoɓatwa naɀo); muciteʋera mirairo nedzidziso dzaʋanhu?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Izvi zvose zvichaparadzwa nokubata kwazvo, nokuti zvakavakwa pamirayiro yavanhu nokudzidzisa kwavanhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvo vachitaura nezvezvinhu zvinopera pazvinoshandiswa muchitevera mirau nezvidzidziso zvavanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
izvi zvose zvinofanira kuparadzwa kana zvobatwa nazvo; muchitevera mirayiro nedzidziso dzavanhu?
Shona 2009?
(izvi zvose zvinofanira kuparadzwa kana zvobatwa nazvo); muchitevera mirairo nedzidziso dzavanhu?
Shona SUB 2002 Bible
Izvi zvose zvinofanira kuparadzwa kana zvobatwa nazvo; muchitevera mirairo nedzidziso dzavanhu?