Colossians 2:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
munemidzi yenyu nokuʋakwa kwenyu maari, makasimbiswa pakutenda, seɀamakadzidziswa, mucinyanya kuʋoŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
mune midzi uye makavakwa maari, makasimbiswa mukutenda sezvamakadzidziswa, uye muzere nokuvonga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
mudzike midzi maari makavakwa paari makanyatsosimba kumira muchitendero sokudzidziswa kwamakaitwa muchiwanzotenda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
mune midzi yenyu nokuvakwa kwenyu maari, makasimbiswa pakutenda, sezvamakadzidziswa, muchinyanya kuvonga.
Shona 2009?
munemidzi yenyu nokuvakwa kwenyu maari, makasimbiswa pakutenda, sezvamakadzidziswa, muchinyanya kuvonga.
Shona SUB 2002 Bible
mune midzi yenyu nokuvakwa kwenyu maari, makasimbiswa pakutenda, sezvamakadzidziswa, muchinyanya kuvonga.