Colossians 3:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
mukafuka munhu mutȿa, unoʋandudzwa pakuziʋa, afanane nowakamusika;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye mukafuka munhu mutsva, anovandudzwa mukuziva mumufananidzo woMusiki wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
mukapfeka upenyu hutsva huri kuvandudzwa noruzivo kuti hufanane nomusiki warwo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
mukafuka munhu mutsva, anovandudzwa pakuziva, afanane nowakamusika;
Shona 2009?
mukafuka munhu mutsva, unovandudzwa pakuziva, afanane nowakamusika;
Shona SUB 2002 Bible
mukafuka munhu mutsva, anovandudzwa pakuziva, afanane nowakamusika;