Colossians 3:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀose ɀamunoita, muɀiitei nomŋoyo wose, sokunaShe, musiŋgaitiri ʋanhu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvose zvamunoita, itai zvose nomwoyo wose, savanhu vanoshandira Ishe, kwete munhu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chipi nechipi chamunoita chiitei nomwoyo wose sokunge munoshandira Tenzi, kwete vanhu,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvose zvamunoita, muzviite nomwoyo wose, sokuna Ishe, musingaitiri vanhu;
Shona 2009?
Zvose zvamunoita, muzviitei nomoyo wose, sokunaShe, musingaitiri vanhu;
Shona SUB 2002 Bible
Zvose zvamunoita, muzviite nomwoyo wose, sokuna Ishe, musingaitiri vanhu,