Colossians 4:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Madzishe, itirai ʋaranda ʋenyu ɀakarurama, ɀakariŋgana; muziʋe kuti nemi ʋo munaShe kuɗeŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vatenzi, ipai varanda venyu zvinhu zvakanaka uye zvakaenzana, nokuti munozviziva kuti nemiwo muna vaTenzi kudenga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanatenzi batai varanda venyu zvino ruenzaniso uye zvakarurama muchizivawo kuti imi muna tenzi kudenga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Madzishe, itirai varanda venyu zvakarurama, zvakaringana; muzive kuti nemiwo muna Ishe kudenga.
Shona 2009?
Madzishe, itirai varanda venyu zvakarurama, zvakaringana; muzive kuti nemivo munaShe kudenga.
Shona SUB 2002 Bible
Madzishe, itirai varanda venyu zvakarurama, zvakaringana; muzive kuti nemiwo muna Ishe kudenga.