Colossians 4:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Aristarko, musuŋgwa pamŋe cete neni, unokukwazisai, naMarko, hama yaBarnabasi, (makarairwa pamsoro pake; kana aciȿika, mumugamucirei);
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musungwa pamwe chete neni Aristakusi anokukwazisai, naMako, hama yaBhanabhasi anokukwazisaiwo. (Makarayirwa zvokuita naye; kana asvika kwamuri, mumugamuchire.)
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muri kukwaziswa naAristakusi, musungwa pamwechete neni uye Mariko munun'una wamakarairirwa nezvake. Kana auya kwamuri mugamuchirei
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Arisitakusi, musungwa pamwechete neni, anokukwazisai, naMako, hama yaBhanabhasi, mumugamuchire;
Shona 2009?
Aristarko, musungwa pamwe chete neni, unokukwazisai, naMarko, hama yaBharnabhasi, (makarairwa pamusoro pake; kana achisvika, mumugamuchirei);
Shona SUB 2002 Bible
Arisitakusi, musungwa pamwechete neni, anokukwazisai, naMako, hama yaBhanabhasi, mumugamuchire;