Colossians 4:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Epafrasi, mumŋe wokwenyu, muranda waKristu Jesu, unokukwazisai, acirwa ŋguʋa dzose pakunyeŋgetera nokuɗa kwenyu, kuti mumire makakwana, muciziʋa kwaɀo kuɗa kwose kwaMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Epafurasi, mumwe wenyu nomuranda waKristu Jesu, anokukwazisai. Anogara achirwa muminyengetero nokuda kwenyu, kuti mumire makasimba mukuda kwose kwaMwari, makura uye muzere nokuziva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Epafurasi, mumwe wenyu, muranda waKristu Jesu, ari kukukwazisai. Anokuyeukai nguva dzose mumunamato kuti muve vanhu vabve zano uye muchinyatsoziva zvose zvinodiwa naMwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Epafirasi; mumwe wokwenyu, muranda waKristu Jesu, anokukwazisai, achirwa nguva dzose pakunyengetera nokuda kwenyu, kuti mumire makakwana, muchiziva kwazvo kuda kwose kwaMwari.
Shona 2009?
Epafrasi, mumwe wokwenyu, muranda waKristu Jesu, unokukwazisai, achirwa nguva dzose pakunyengetera nokuda kwenyu, kuti mumire makakwana, muchiziva kwazvo kuda kose kwaMwari.
Shona SUB 2002 Bible
Epafirasi, mumwe wokwenyu, muranda waKristu Jesu, anokukwazisai, achirwa nguva dzose pakunyengetera nokuda kwenyu, kuti mumire makakwana, muchiziva kwazvo kuda kwose kwaMwari.