Colossians 4:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndinomupupurira, kuti unotambudzika ɀikuru nokuɗa kwenyu, naʋeRaodikia, naʋeHirapori.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinomupupurira kuti anokushandirai nesimba pamwe chete naavo vari paRaodhikea, napaHirapori.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ini ndinomupupurira kuti akakushandirai zvakaoma imi nevokuRaodhesia nevokuHeraporisi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndinomupupurira, kuti anotambudzika zvikuru nokuda kwenyu, naveRaodhikia, naveHerapori.
Shona 2009?
Nokuti ndinomupupurira, kuti unotambudzika zvikuru nokuda kwenyu, naveRaodikia, naveHirapori.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndinomupupurira, kuti anotambudzika zvikuru nokuda kwenyu, naveRaodhikia, naveHerapori.