Colossians 4:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ruka, ŋaŋga inoɗikanwa, naDemasi, ʋanokukwazisai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shamwari yedu inodikanwa Ruka, chiremba, naDhemasi vanokukwazisai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ruka, chiremba wapamwoyo naDhemasi vanokukwazisai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ruka, n'anga inodikanwa, naDhemasi, vanokukwazisai.
Shona 2009?
Ruka, chiremba unodikamwa, naDhemasi, vanokukwazisai.
Shona SUB 2002 Bible
Ruka, chiremba hwehutano inodikanwa, naDhemasi, vanokukwazisai.