Colossians 4:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋudzai Arkipo, muti: Tarira ɓasa rawakapiwa naShe, kuti uripedzise kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muudze Akipasi kuti, “Ona kuti wapedza basa rawakagamuchira muna She.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muti kuna Achipusi, “Unofanira kuita basa rawakagamuchira kuna Tenzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Udzai Arikipo muti, “Tarira basa rawakapiwa naIshe, kuti uripedzise kwazvo.”
Shona 2009?
Vudzai Arkipo, muti: Tarira basa rawakapiwa naShe, kuti uripedzise kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Udzai Arikipo muti, “Tarira basa rawakapiwa naIshe, kuti uripedzise kwazvo.”