Colossians 4:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mucaziʋiswa ɀaŋgu ɀose naTikiko, hama inoɗikanwa, mushumiri wakatendeka, nomuranda pamŋe cete neni munaShe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tikiko achakuudzai mashoko ose pamusoro pangu. Iye ihama inodikanwa kwazvo, mushumiri akatendeka nomushandi pamwe chete neni muna She.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tikikusi achakuzivisai nezvangu zvese. Ihama yapamwoyo, mushandiri akatendeka mushandipamwechete muna Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Muchaziviswa zvangu zvose naTikiko, hama inodikanwa, mushumiri akatendeka, nomuranda pamwechete neni muna Ishe.
Shona 2009?
Muchaziviswa zvangu zvose naTikiko, hama inodikamwa, mushumiri wakatendeka, nomuranda pamwe chete neni munaShe.
Shona SUB 2002 Bible
Muchaziviswa zvangu zvose naTikiko, hama inodikanwa, mushumiri akatendeka, nomuranda pamwechete neni muna Ishe.