Colossians 4:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
pamŋe cete naOnesimo, hama yakatendeka, inoɗikanwa, mumŋe wokwenyu. Iʋo ʋacakuziʋisai ɀose ɀapano.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ari kuuya pamwe chete naOnesimo, hama yedu yakatendeka uye inodikanwa, anova mumwe wenyu. Vachakuudzai zvose zviri kuitika kuno.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndamutumira pamwechete naOnesimo hama yakatendeka yapamwoyo, mumwe wenyu. Vachakutaurirai zvose zvakaitika kuno.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
pamwechete naOnesimo, hama yakatendeka, inodikanwa, mumwe wokwenyu. Ivo vachakuzivisai zvose zvapano.
Shona 2009?
pamwe chete naOnesimo, hama yakatendeka, inodikamwa, mumwe wokwenyu. Ivo vachakuzivisai zvose zvapano.
Shona SUB 2002 Bible
pamwechete naOnesimo, hama yakatendeka, inodikanwa, mumwe wokwenyu. Ivo vachakuzivisai zvose zvapano.