Daniel 1:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mazuʋa anegumi akati apera ɀiso ɀaʋo ɀikaʋonekwa kuti ɀakanaka, nemiʋiri yaʋo yakakura, ʋacipfuʋura majaya ose aidya ɀokudya ɀamambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mazuva gumi akati apera, ivo vakaratidza kuva noutano hwakagwinya uye nemiviri yakanaka kupinda majaya akadya zvokudya zvamambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mushure memazuva gumi iwayo, pakaonekwa kuti vakanga vava kutarisika zvakanaka uye vatoita muviri kudarika majaya mamwe ose aya akanga achidya chokudya chakanaka chokwamambo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mazuva ane gumi akati apera zviso zvavo zvikaonekwa kuti zvakanaka, nemiviri yavo yakakura, vachipfuura majaya ose aidya zvokudya zvamambo.
Shona 2009?
Mazuva ane gumi akati apera zviso zvavo zvikaonekwa kuti zvakanaka, nemiviri yavo yakakura, vachipfuura majaya ose aidya zvokudya zvamambo.
Shona SUB 2002 Bible
Mazuva ane gumi akati apera zviso zvavo zvikaonekwa kuti zvakanaka, nemiviri yavo yakakura, vachipfuura majaya ose aidya zvokudya zvamambo.