Daniel 1:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo mutariri wakabvisa ɀokudya ɀaʋo ɀamambo, newaini yaʋakanzi ʋanwe, akaʋapa miriʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka murindi akabvisa zvokudya zvakasarudzika newaini yavaifanira kunwa ndokuvapa muriwo pachinzvimbo chazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokudaro mutariri uya akabva abvisa chokudya chiya chakanaka newaini yavaifanira kuti vanwe ndokubva avakuvapa miriwo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo mutariri wakabvisa zvokudya zvavo zvamambo, newaini yavakanzi vanwe, akavapa mirivo.
Shona 2009?
Naizvozvo mutariri wakabvisa zvokudya zvavo zvamambo, newaini yavakanzi vamwe, akavapa mirivo.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo mutariri wakabvisa zvokudya zvavo zvamambo, newaini yavakanzi vanwe, akavapa mirivo.