Daniel 1:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mambo akaraira kuti ʋapiwe mumŋe mugoʋe weɀokudya ɀamambo zuʋa rimŋe nerimŋe, nowewaini yaainwa, ʋuye kuti ʋaceŋgetwe makore matatu, kuti kana apera ʋagomira pamberi pamambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo akarayira kuti vapiwe zvokudya zvezuva rimwe nerimwe newaini yaibva patafura yamambo. kwamakore matatu, uye shure kwaizvozvo vaizopinda paushumiri hwamambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo akarayira kuti zuva nezuva vapote vachipiwawo mugove wechokudya chakanaka chaidyiwa namambo newaini yaainwa. Vaizoita makore matatu vachidzidziswa, mushure menguva iyoyo, ndivo vaizenge vava vokushanda pana mambo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mambo akarayira kuti vapiwe mumwe mugove wezvokudya zvamambo zuva rimwe nerimwe, nowewaini yaainwa, uye kuti vachengetwe makore matatu, kuti kana apera vagomira pamberi pamambo.
Shona 2009?
Mambo akarayira kuti vapiwe mumwe mugove wezvokudya zvamambo zuva rimwe nerimwe, nowewaini yaaimwa, uye kuti vachengetwe makore matatu, kuti kana apera vagomira pamberi pamambo.
Shona SUB 2002 Bible
Mambo akarayira kuti vapiwe mumwe mugove wezvokudya zvamambo zuva rimwe nerimwe, nowewaini yaainwa, uye kuti vachengetwe makore matatu, kuti kana apera vagomira pamberi pamambo.