Daniel 10:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo akati kwandiri: Usatya Danieri, nokuti kubva pazuʋa rokutaŋga rawakafuŋga nomŋoyo wako wose kunzwisisa nokuɀininipisa pamberi paMŋari wako, mashoko ako akanzwika; ndaʋuya nokuɗa kwamashoko ako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akaenderera mberi akati, “Usatya, Dhanieri. Kubva pazuva rawakafunga kuwana kunzwisisa nokuzvininipisa pamberi paMwari wako, mashoko ako akanzwika, uye ini ndauya nemhinduro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akanditi, “Usatye zvako Dhanieri nokuti kubvira musi wawatangisa kuva nomwoyo wokuda kunzwisisa zvinhu izvozvi uchizvirereka pana Mwari wako, zvawaitaura zvakanzwika, nokudaro ndauya pamusana pezvawaireva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ipapo akati kwandiri, ‘Usatya Dhanieri, nokuti kubva pazuva rokutanga rawakafunga nomwoyo wako wose kunzwisisa nokuzvininipisa pamberi paMwari wako, mashoko ako akanzwikwa; ndauya nokuda kwamashoko ako.
Shona 2009?
"Ipapo akati kwandiri, `Usatya Dhanyeri, nokuti kubva pazuva rokutanga rawakafunga nomwoyo wako wose kunzwisisa nokuzvininipisa pamberi paMwari wako, mashoko ako akanzwikwa; ndauya nokuda kwamashoko ako.
Shona SUB 2002 Bible
“Ipapo akati kwandiri, ‘Usatya Dhanieri, nokuti kubva pazuva rokutanga rawakafunga nomwoyo wako wose kunzwisisa nokuzvininipisa pamberi paMwari wako, mashoko ako akanzwikwa; ndauya nokuda kwamashoko ako.