Daniel 10:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ndaʋuya kuzokuziʋisa ɀicaitirwa ʋanhu ʋako namazuʋa okupedzisira; nokuti ɀawakaratidzwa ndeɀamazuʋa mazhinji aci’ko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino ndauya kuzokutsanangurira zvichaitika kuvanhu vako pamazuva anouya, nokuti chiratidzo ndechenguva ichauya.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndauya kuitira kuti unzwisise zvichawira vanhu vokwako mumazuva anotevera, nokuti chiratidzo ichochi ndechamazuva ari kuuya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ndauya kuzokuzivisa zvichaitirwa vanhu vako namazuva okupedzisira; nokuti zvawakaratidzwa ndezvamazuva mazhinji achazouya.’
Shona 2009?
Zvino ndauya kuzokuzivisa zvichaitirwa vanhu vako namazuva okupedzisira; nokuti zvawakaratidzwa ndezvamazuva mazhinji achazouya.'
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ndauya kuzokuzivisa zvichaitirwa vanhu vako namazuva okupedzisira; nokuti zvawakaratidzwa ndezvamazuva mazhinji achazouya.’