Daniel 10:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati ataura neni namashoko iwayo, ndikaramba ndakatarira pasi neciso caŋgu, ndikashaiwa shoko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Achiri kutaura izvi kwandiri, ndakakotama ndakatsikitsira pasi ndikashaya chokutaura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paakanditaurira saizvozvi, ndakabva ndati uso pasi tsikitsiki ndokushaya kana neromuromo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino akati ataura neni namashoko iwayo, ndikaramba ndakatarira pasi nechiso changu, ndikashayiwa shoko.
Shona 2009?
"Zvino akati ataura neni namashoko iwayo, ndikaramba ndakatarira pasi nechiso changu, ndikashayiwa shoko.
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino akati ataura neni namashoko iwayo, ndikaramba ndakatarira pasi nechiso changu, ndikashayiwa shoko.