Daniel 10:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mumŋe wakafanana nomunhu wakandiɓata ɀe, akandisimbisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvakare, mumwe akanga akafanana nomunhu akandibata akandipa simba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uya uya wechimiro chinenge chomunhu akandibatazve akandisimbaradza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ipapo mumwe akafanana nomunhu akandibatazve, akandisimbisa.
Shona 2009?
"Ipapo mumwe akafanana nomunhu akandibatazve, akandisimbisa.
Shona SUB 2002 Bible
“Ipapo mumwe akafanana nomunhu akandibatazve, akandisimbisa.