Daniel 10:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Namazuʋa iwayo ini Danieri ndakaŋga ndicicema viki nhatu dzose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Panguva iyo, ini, Dhanieri ndakachema kwevhiki nhatu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumazuva iwayo, ini Dhanieri ndaingunochema kwamasvondo matatu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Namazuva iwayo ini Dhanieri ndakanga ndichichema vhiki nhatu dzose.
Shona 2009?
"Namazuva iwayo ini Dhanyeri ndakanga ndichichema vhiki nhatu dzose.
Shona SUB 2002 Bible
“Namazuva iwayo ini Dhanieri ndakanga ndichichema vhiki nhatu dzose.