Daniel 10:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino akati: Unoziʋa candakaʋuyira kwauri here? Ɀino ndicadzokera kundorwa nomucinda wePersia; kana ndabva’po, tarira, mucinda weGirisi ucaʋuya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka iye akati, “Unoziva here zvandavinga kwauri? Ndichadzokera nokukurumidza kundorwa nomuchinda wePezhia, uye kana ndaenda, muchinda weGirisi achauya;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye ndokuti, “Zvandauyira kwauri unozviziva here? Asi iye zvino ndava kudzokera kundorwisa muchinda wePezhia. Ndikange ndapedza naye ndipo pachauya muchinda wenyika yeGirisi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino akati, ‘Unoziva chandakauyira kwauri here? Zvino ndichadzokera kundorwa nomuchinda wePeresia; kana ndabvapo, tarira, muchinda weGirisi achauya.
Shona 2009?
"Zvino akati, `Unoziva chandakauyira kwauri here? Zvino ndichadzokera kundorwa nomuchinda wePeresia; kana ndabvapo, tarira, muchinda weGirisi achauya.
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino akati, ‘Unoziva chandakauyira kwauri here? Zvino ndichadzokera kundorwa nomuchinda wePeresia; kana ndabvapo, tarira, muchinda weGirisi achauya.