Daniel 10:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ndicakuʋudza ɀakanyorwa murugwaro rwaɀokwaɗi; asi hakuna‐unoɀisimbisa kundorwa naʋaʋa pamŋe cete neni, asi Mikaeri mucinda wenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi chokutanga ndichakuudza zvakanyorwa muBhuku reZvokwadi. Hakuna anonditsigira kundorwa navo kunze kwaMikaeri, muchinda wako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Asi ini ndichakutaurira zvakanyorwa mubhuku rechokwadi. Hakuna kana mumwe angabatsire ari kudivi kwangu kusiya Mikaeri muchinda wokwenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi ndichakuudza zvakanyorwa murugwaro rwechokwadi; asi hakuna anozvisimbisa kundorwa navava pamwechete neni, asi Mikaeri muchinda wenyu.’
Shona 2009?
Asi ndichakuudza zvakanyorwa murugwaro rwechokwadi; asi hakuna anozvisimbisa kundorwa navava pamwechete neni, asi Mikaeri muchinda wenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Asi ndichakuudza zvakanyorwa murugwaro rwechokwadi; asi hakuna anozvisimbisa kundorwa navava pamwechete neni, asi Mikaeri muchinda wenyu.’