Daniel 10:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakaŋga ndisiŋgadyi ɀokudya ɀinozipa, kunyaŋge nenyama newaini haɀina‐kupinda mumuromo maŋgu, ʋuye handina‐kutoŋgozora mafuta kuȿikira viki nhatu dzose dzapera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Handina kudya zvokudya zvakanaka; kunyange nyama kana waini hazvina kusvika pamuromo wangu; uye handina kana kuzora mafuta kusvikira vhiki nhatu dzapera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakanga ndisingadyi zvokudya zvakanakisa kana nyama kana waini yakambopinda mukanwa mangu. Handina kumbozora mafuta kwamasvondo matatu chaiwo akakwana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakanga ndisingadyi zvokudya zvinozipa, kunyange nenyama newaini hazvina kupinda mumuromo mangu, uye handina kutongozora mafuta kusvikira vhiki nhatu dzose dzapera.
Shona 2009?
Ndakanga ndisingadyi zvokudya zvinozipa, kunyange nenyama newaini hazvina kupinda mumuromo mangu, uye handina kutongozora mafuta kusvikira vhiki nhatu dzose dzapera.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakanga ndisingadyi zvokudya zvinozipa, kunyangwe nenyama newaini hazvina kupinda mumuromo mangu, uye handina kutongozora mafuta kusvikira vhiki nhatu dzose dzapera.