Daniel 10:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino nezuʋa ramakumi maʋiri namanna romŋedzi wokutaŋga, ndakati ndiri pamhenderekedzo yorwizi rukuru, irwo Hidekeri,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pazuva ramakumi maviri namana romwedzi wokutanga, pandaiva ndimire pamhenderekedzo yorwizi rukuru, irwo Tigirisi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pazuva ramakumi maviri nechina romwedzi wokutanga ndakanga ndimire pamahombekombe erwizi rukuru rwaTigirisi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino nezuva ramakumi maviri namana romwedzi wokutanga, ndakati ndiri pamhenderekedzo yorwizi rukuru, irwo Hidhekeri,
Shona 2009?
"Zvino nezuva ramakumi maviri namana romwedzi wokutanga, ndakati ndiri pamhenderekedzo yorwizi rukuru, irwo Hidhekeri,
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino nezuva ramakumi maviri namana romwedzi wokutanga, ndakati ndiri pamhenderekedzo yorwizi rukuru, irwo Hidhekeri,