Daniel 10:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge ɀakaɗaro ndakanzwa kutinhira kwamashoko ake; ɀino ndakati ndicinzwa kutinhira kwamashoko ake, ndikaɓatwa nehope kwaɀo ndiʋete paciso caŋgu, ciso caŋgu cakatarira pasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo ndakamunzwa achitaura, uye pandakanga ndakateerera kwaari, ndakabatwa nehope huru, ndikatsikitsira pasi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndipo pandakanzwa izwi rake kutaura. Pandakanzwa kutaura kwake ikoko ndakabva ndati kwimha pasi nouso ndokubva ndanzi koche kubatwa nehope dzorufu uso hwangu huri pasi kudaro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange zvakadaro ndakanzwa kutinhira kwamashoko ake; zvino ndakati ndichinzwa kutinhira kwamashoko ake, ndikabatwa nehope kwazvo ndivete pachiso changu, chiso changu chakatarira pasi.
Shona 2009?
Kunyange zvakadaro ndakanzwa kutinhira kwamashoko ake; zvino ndakati ndichinzwa kutinhira kwamashoko ake, ndikabatwa nehope kwazvo ndivete pachiso changu, chiso changu chakatarira pasi.
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe zvakadaro ndakanzwa kutinhira kwamashoko ake; zvino ndakati ndichinzwa kutinhira kwamashoko ake, ndikabatwa nehope kwazvo ndivete pachiso changu, chiso changu chakatarira pasi.