Daniel 11:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mambo wokumsoro ucadzoka, ndokukokera ɓoka guru kunerokutaŋga; ucaʋuya pakupera kweŋguʋa dziya, dziya dzamakore, anehondo huru nenhumbi zhinji.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti mambo woKumusoro achaumba imwe hondo, yakakura kupfuura yokutanga; uye shure kwamakore mazhinji, achaenda kundorwa ane hondo huru huru yakashongedzwa zvakakwana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti mambo wokuchamhembe achaunganidzazve gurumwandira rakakura kupfuura rekare riya. Mushure memakore akati kuti achauya aine hondo huru yevarwi aine zvinhu zvokurwisa nazvo zvakawanda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino mambo wokumusoro achadzoka, ndokukokera boka guru kune rokutanga; achauya pakupera kwenguva dziya, dziya dzamakore ane hondo huru nenhumbi zhinji.
Shona 2009?
"Zvino mambo wokumusoro achadzoka, ndokukokera boka guru kune rokutanga; achauya pakupera kwenguva dziya, dziya dzamakore ane hondo huru nenhumbi zhinji.
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino mambo wokumusoro achadzoka, ndokukokera boka guru kune rokutanga; achauya pakupera kwenguva dziya, dziya dzamakore ane hondo huru nenhumbi zhinji.