Daniel 11:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Neŋguʋa idzo ʋazhinji ʋacamukira mambo wezasi; ʋuye ʋana ʋaʋanopeŋga pakati paʋanhu ʋako ʋacaɀikudza, kuti ʋasimbise ɀawakaratidzwa; asi ʋacaparadzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Munguva idzodzo vazhinji vachamukira mambo weZasi. Varume vechisimba pakati pavanhu vokwako vachakumukira kuti chiratidzo chizadziswe, asi havangakundi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munguva idzodzo, vazhinji vachamukira mambo wokumaodzanyemba, uye vanhu voutsinye pakati pavanhu vokwako vachamukawo kuti vazadzise chiratidzo ichochi asi vachakundika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nenguva idzo vazhinji vachamukira mambo wezasi; uye vana vavanopenga pakati pavanhu vako vachazvikudza, kuti vasimbise zvawakaratidzwa; asi vachaparadzwa.
Shona 2009?
Nenguva idzo vazhinji vachamukira mambo wezasi; uye vana vavanopenga pakati pavanhu vako vachazvikudza, kuti vasimbise zvawakaratidzwa; asi vachaparadzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Nenguva idzo vazhinji vachamukira mambo wezasi; uye vana vavanopenga pakati pavanhu vako vachazvikudza, kuti vasimbise zvawakaratidzwa; asi vachaparadzwa.