Daniel 11:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi uyo unoʋuya kuzorwa naye ucaita seɀaanoɗa, hakuna‐uŋgamira pamberi pake; ɀino iye ucamira panyika yakaiȿo‐naka, akaɓata kuparadza muruʋoko rwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mupambi achaita zvaanoda; hakuna achagona kumisidzana naye. Achazvisimbisa muNyika Yakaisvonaka uye achava nesimba rokuiparadza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi anenge angouya kuzomurwisa wacho achaita zvake zvaanoda hapana anombomirisana naye. Achamira munyika yembiri, yose zvayo ichava mumaoko make.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi uyo anouuya kuzorwa naye achaita sezvaanoda, hakuna angamira pamberi pake; zvino iye achamira panyika yakaisvonaka, akabata kuparadza muruoko rwake.
Shona 2009?
Asi uyo anouya kuzorwa naye achaita sezvaanoda, hakuna angamira pamberi pake; zvino iye achamira panyika yakaisvonaka, akabata kuparadza muruoko rwake.
Shona SUB 2002 Bible
Asi uyo anouuya kuzorwa naye achaita sezvaanoda, hakuna angamira pamberi pake; zvino iye achamira panyika yakaisvonaka, akabata kuparadza muruoko rwake.