Daniel 11:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ucarinzira ciso cake kunhare dzenyika yake; asi ucagumburwa nokuwa, ndokushaikwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwaizvozvo, achadzokera akananga kunhare dzenyika yake asi achagumburwa ndokuwa, akasazoonekwazve.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Achazodzokako onanga kuguta retsvingo renyika yake, asi achadzadzarika agowira pasi zvokusazowanikwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo acharinzira chiso chake kunhare dzenyika yake; asi achagumburwa nokuwa, ndokushayikwa.
Shona 2009?
Ipapo acharinzira chiso chake kunhare dzenyika yake; asi achagumburwa nokuwa, ndokushayikwa.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo acharatidza chiso chake kunhare dzenyika yake; asi achagumburwa nokuwa, ndokushayikwa.