Daniel 11:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana apedza kuita suŋgano naʋo, ucaʋanyeŋgera; nokuti ucakwirira, nokuʋanesimba naʋanhu ʋashoma.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwokuita chibvumirano naye, achaita zvinhu zvounyengeri, uye navanhu vashoma chete achatora chigaro chokutonga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kubvira panguva yavachaitirana chibvumirano naye iye achaita zvounyengedzi uye achava nesimba rakawanda kunyange aina vanhu vashoma.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana apedza kuita sungano navo, achavanyengera; nokuti achakwirira, nokuva nesimba navanhu vashoma.
Shona 2009?
Kana apedza kuita sungano navo, achavanyengera; nokuti achakwirira, nokuva nesimba navanhu vashoma.
Shona SUB 2002 Bible
Kana apedza kuita sungano navo, achavanyengera; nokuti achakwirira, nokuva nesimba navanhu vashoma.