Daniel 11:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanodya ɀokudya ɀake, ndiʋo ʋacamuparadza; hondo yake icapararira, ʋazhinji ʋacawira pasi ʋaʋurawa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vaya vanodya zvokudya zvamambo vachaedza kumuparadza; hondo yake ichakukurwa, uye vazhinji vachafa muhondo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyangewo vaanodya navo udobo hwake hwezvokudya zvakanaka ndivo vacho vachave mharadzi dzake. Hondo yake yavarwi ichatsvairwa, vazhinji vavo vagorakatiswa kufa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanodya zvokudya zvake, ndivo vachamuparadza; hondo yake ichapararira, vazhinji vachawira pasi vaurawa.
Shona 2009?
Vanodya zvokudya zvake, ndivo vachamuparadza; hondo yake ichapararira, vazhinji vachawira pasi vaurawa.
Shona SUB 2002 Bible
Vanodya zvokudya zvake, ndivo vachamuparadza; hondo yake ichapararira, vazhinji vachawira pasi vaurayiwa.