Daniel 11:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ucadzokera kunyika yake nenhumbi zhinji; mŋoyo wake ucaʋeŋga suŋgano, ucaita seɀaanoɗa, ndokudzokera kunyika yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo woKumusoro achadzokera kunyika yokwake nepfuma zhinji, asi mwoyo wake uchavenga sungano tsvene. Achairwisa agodzokera kunyika yokwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo iye achadzokera kunyika yake akagukuchira chaizvo zvinhu, asi mwoyo wake unenge uri pakurwisa chitenderano chinoera ichi. Ipapo achaita zvaanoda obva azodzokera kunyika yake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo achadzokera kunyika yake nenhumbi zhinji; mwoyo wake uchavenga sungano, achaita sezvaanoda, ndokudzokera kunyika yake.
Shona 2009?
Ipapo achadzokera kunyika yake nenhumbi zhinji; mwoyo wake uchavenga sungano, achaita sezvaanoda, ndokudzokera kunyika yake.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo achadzokera kunyika yake nenhumbi zhinji; mwoyo wake uchavenga sungano, achaita sezvaanoda, ndokudzokera kunyika yake.