Daniel 11:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Neŋguʋa yakatarwa ucadzoka, ndokuȿika kunyika yezasi; asi neŋguʋa yokupedzisira haɀiŋgaiti sapakutaŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Panguva yakatarwa acharwisa yeZasi zvakare, asi panguva ino zvichaitika zvichasiyana napakutanga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Nenguva yakatemwa, achadzoka agosvikopinda kumaodzanyemba, asi rwendo runo hazvizoita sezvazvakamboita kare kaya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nenguva yakatarwa achadzoka, ndokusvika kunyika yezasi; asi nenguva yokupedzisira hazvingaiti sapakutanga.
Shona 2009?
"Nenguva yakatarwa achadzoka, ndokusvika kunyika yezasi; asi nenguva yokupedzisira hazvingaiti sapakutanga.
Shona SUB 2002 Bible
“Nenguva yakatarwa achadzoka, ndokusvika kunyika yezasi; asi nenguva yokupedzisira hazvingaiti sapakutanga.