Daniel 11:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hondo dzicamutswa naye, dzicamhura nɀimbo tȿene, iyo nhare, ʋacabvisa cipiriso cinopiswa ŋguʋa dzose, ndokumutsa cinonyaŋgadza cinoparadza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Mauto ake akapakata zvombo achasimuka kuti asvibise nhare yetemberi uye achadzivisa chibayiro chamazuva ose. Ipapo vachamisa chinonyangadza chinokonzera kuparadzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hondo dzichabva kwaari dzichisvikon'oresa Temberi nenhare yokuzvidzivirira nayo muhondo dzicharegesawo mupiro wokupisa unogaroitwa. Uye vachamisa chimwe chisingambodiwa zvacho naMwari chinon'oresa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hondo dzichamutswa naye, dzichamhura nzvimbo tsvene, iye nhare, vachabvisa chipiriso chinopiswa nguva dzose, ndokumutsa chinonyangadza chinoparadza.
Shona 2009?
Hondo dzichamutswa naye., dzichamhura nzvimbo tsvene, iye nhare, vachabvisa chipiriso chinopiswa nguva dzose, ndokumutsa chinonyangadza chinoparadza.
Shona SUB 2002 Bible
Hondo dzichamutswa naye, dzichamhura nzvimbo tsvene, iye nhare, vachabvisa chipiriso chinopiswa nguva dzose, ndokumutsa chinonyangadza chinoparadza.