Daniel 11:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakacenjera pakati paʋanhu ʋacadzidzisa ʋazhinji; asi ʋacaparadzwa nomunondo, ʋuye nomuraɀo womŋoto, ʋuye nokutapxa, ʋuye nokupambga mazuʋa mazhinji.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Vakachenjera vachadzidzisa vazhinji, kunyange kwechinguva vachazourayiwa nomunondo kana kupiswa kana kutapwa kana kupambwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vangwaru mukati mavanhu'mu vachaita kuti vamwe vanzwisise kunyange zvazvo vachizoitwa murakatira kufa namapakatwa nomoto uye noutapwa nokupambwa kwamazuva akati kuti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakachenjera pakati pavanhu vachadzidzisa vazhinji; asi vachaparadzwa nomunondo, uye nomurazvo womoto, uye nokutapwa, uye nokupambwa mazuva mazhinji.
Shona 2009?
Vakachenjera pakati pavanhu vachadzidzisa vazhinji; asi vachaparadzwa nomunondo, uye nomurazvo womoto, uye nokutapwa, uye nokupambwa mazuva mazhinji.
Shona SUB 2002 Bible
Vakachenjera pakati pavanhu vachadzidzisa vazhinji; asi vachaparadzwa nomunondo, uye nomurazvo womoto, uye nokutapwa, uye nokupambwa mazuva mazhinji.