Daniel 11:34 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana ʋoparadzwa ʋacaɓatsirwa nokuɓatsirwa kuɗuku; asi ʋazhinji ʋacaɀiisa kwaʋari nokuɓata kumeso.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pavachawa vachagamuchira rubatsiro rushoma shoma, uye vazhinji vasiri muchokwadi vachabatana navo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vachifa zvavo kudaro, vachawanawo chimwe chiduku chinovayamura, vazhinji vachabatana navo kuri kubatwa zvavo kumeso.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kana voparadzwa vachabatsirwa nokubatsirwa kuduku; asi vazhinji vachazviisa kwavari nokubata kumeso.
Shona 2009?
Zvino kana voparadzwa vachabatsirwa nokubatsirwa kuduku; asi vazhinji vachazviisa kwavari nokubata kumeso.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kana voparadzwa vachabatsirwa nokubatsirwa kuduku; asi vazhinji vachazviisa kwavari nokubata kumeso.