Daniel 11:35 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋamŋe ʋaʋo ʋakacenjera ʋacaparadzwa, kuti ʋaidzwe, ʋanatswe, ʋaceneswe, kuȿikira kuŋguʋa yokupedzisira; nokuti ŋguʋa yokupedzisira icigere kuȿika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vamwe vakachenjera vachagumburwa, kuitira kuti vagonatswa, nokucheneswa uye vave vasina gwapa kusvikira panguva yokupedzisira, nokuti zvichazongoitika panguva yakatarwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi vamwe vavo vangwaru, vachafa kuri kuitira kuti vapepetwe vachinatswa pakati pavo vachene kudzamara nguva yokuguma nokuti nguva yakatemwa ichigere kusvika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vamwe vavo vakachenjera vachaparadzwa, kuti vaedzwe, vacheneswe, kusvikira kunguva yokupedzisira; nokuti nguva yokupedzisira ichigere kusvika.
Shona 2009?
Vamwe vavo vakachenjera vachaparadzwa, kuti vaedzwe, vacheneswe, kusvikira kunguva yokupedzisira; nokuti nguva yokupedzisira ichigere kusvika.
Shona SUB 2002 Bible
Vamwe vavo vakachenjera vachaparadzwa, kuti vaedzwe, vacheneswe, kusvikira kunguva yokupedzisira; nokuti nguva yokupedzisira ichigere kusvika.