Daniel 11:37 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye haaŋgaʋi nehanya naʋamŋari ʋamadziɓaɓa ake, kana noruɗo rwaʋakadzi, haaŋgaʋi nehanya namŋari upi noupi; nokuti ucaɀikudza aciti ndakapfuʋura ʋose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haazovi nehanya navamwari vamadzibaba ake kana nouyo anodikanwa navakadzi, uye haangavi nehanya namwari upi zvake, asi achazvikudza pamusoro pavo vose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Achava munhu asina hanya navamwari vemadzitateguru ake kana iye mwari wavakadzi, wapamwoyo pavo. Anenge asingamboona zvake kuti chinonzi mumwe mwari chii sezvo anenge achizvikudza pamusoro pavo vose zvavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uye haangavi nehanya navamwari vamadzibaba ake, kana norudo rwavakadzi, haangavi nehanya namwari upi noupi; nokuti achazvikudza achiti ndakapfuura vose.
Shona 2009?
Uye haangavi nehanya navamwari vamadzibaba ake, kana norudo rwavakadzi, haangavi nehanya namwari upi noupi; nokuti achazvikudza achiti ndakapfuura vose.
Shona SUB 2002 Bible
Uye haangavi nehanya navamwari vamadzibaba ake, kana norudo rwavakadzi, haangavi nehanya namwari upi noupi; nokuti achazvikudza achiti ndakapfuura vose.