Daniel 11:40 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino neŋguʋa yokupedzisira mambo wezasi ucapesana naye; mambo wokumsoro ucaʋuya kuzorwa naye secampupuri, aneŋgoro naʋataȿi ʋamabiza neɀikepe ɀizhinji; ucapinda munyika idzo, ndokupararira, ndokupfuʋura neseri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Panguva yokupedzisira mambo weZasi acharwisana naye, uye mambo woKumusoro achamukirana naye nengoro neboka ravarwi nezvikepe zvizhinji. Acharwisa nyika zhinji agopfuura nomadziri samafashamu emvura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Pakupera kwenguva iyoyo, mambo wokumaodzanyemba achamurwisa. Asi mambo wokuchamhembe achamuvhunga sechinyamupupuri aine ngoro dzehondo navarwi vamabhiza nengarava zhinji. Izvozvo achapinda mudzinyika vagoita bvakanyira imomo nokudimura zvavo nomo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino nenguva yokupedzisira mambo wezasi achapesana naye; mambo wokumusoro achauya kuzorwa naye sechamupupuri, ane ngoro navatasvi vamabhiza nezvikepe zvizhinji; achapinda munyika idzo, ndokupararira, ndokupfuura neseri.
Shona 2009?
"Zvino nenguva yokupedzisira mambo wezasi achapesana naye; mambo wokumusoro achauya kuzorwa naye sechamupupuri, ane ngoro navatasvi vamabhiza nezvikepe zvizhinji, achapinda munyika idzo, ndokupararira, ndokupfuura neseri.
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino nenguva yokupedzisira mambo wezasi achapesana naye; mambo wokumusoro achauya kuzorwa naye sechamupupuri, ane ngoro navatasvi vamabhiza nezvikepe zvizhinji; achapinda munyika idzo, ndokupararira, ndokupfuura neseri.