Daniel 11:41 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucapinda ʋo munyika yakaiȿo‐naka, nyika zhinji dzicakundwa, asi idzi dzicarwirwa paruʋoko rwake, dzinoti Edomi, neMoabi norutiʋi rwakanaka rwaʋana ʋaAmoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Acharwisawo Nyika Yakaisvonaka. Nyika zhinji dzichawa, asi Edhomu, Moabhu, navatungamiriri veAmoni vachawira muruoko rwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Achapinda munyika yembiri makumi namakumi ezviuru agoita murakatira kufa. Asi vachapunyutswa mumaoko make ndevava vanoti nyika yeEdhomu neMoabhu nechikamu chikuru chaicho chavaAmoni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Achapindawo munyika yakaisvonaka, nyika zhinji dzichakundwa, asi idzi dzicharwirwa paruoko rwake, dzinoti Edhomu, neMoabhu norutivi rwakanaka rwavana vaAmoni.
Shona 2009?
Achapindawo munyika yakaisvonaka, nyika zhinji dzichakundwa, asi idzi dzicharwirwa paruoko rwake, dzinoti Edhomu, neMoabhu norutivi rwakanaka rwavana vaAmoni.
Shona SUB 2002 Bible
Achapindawo munyika yakaisvonaka, nyika zhinji dzichakundwa, asi idzi dzicharwirwa paruoko rwake, dzinoti Edhomu, neMoabhu norutivi rwakanaka rwavana vaAmoni.