Daniel 12:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kubva paŋguʋa yokubviswa kwe cipiriso cinopiswa ŋguʋa dzose, nokumutswa kwecinonyaŋgadza cinoparadza, ɀicaita mazuʋa anecuru cimŋe namazana maʋiri namakumi mapfumbamŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kubva panguva ichadziviswa chibayiro chamazuva ose nokumiswa kwechinhu chinonyangadza chinouyisa kuparadzwa, pachava namazuva chiuru chine zana namakumi mapfumbamwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kubvira panguva icharegeswa mupiro wokupisa uye pachamiswa chimwe chisingambodiwa zvacho naMwari chinon'oresa chiya, pachaita chiuru chimwechete chamazuva china mazuva mazana maviri namakumi mapfumbamwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kubva panguva yokubviswa kwechipiriso chinopiswa nguva dzose, nokumutswa kwechifananidzo chinonyangadza chinoparadza, zvichaita mazuva ane chiuru chimwe namazana maviri namakumi mapfumbamwe.
Shona 2009?
"Kubva panguva yokubviswa kwechipiriso chinopiswa nguva dzose, nokumutswa kwechifananidzo chinonyangadza chinoparadza, zvichaita mazuva ane chiuru chimwe namazana maviri namakumi mapfumbamwe.
Shona SUB 2002 Bible
“Kubva panguva yokubviswa kwechipiriso chinopiswa nguva dzose, nokumutswa kwechifananidzo chinonyangadza chinoparadza, zvichaita mazuva ane chiuru chimwe namazana maviri namakumi mapfumbamwe.