Daniel 12:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi iwe cienda hako kuȿikira kuguma kwaʋa’po; nokuti iwe ucazorora, ndokumukira ɀe mugoʋe wako pakupera kwamazuʋa iwayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Asi kana uriwe, enda hako kusvikira kumagumo. Uchazorora, uye ipapo pamagumo amazuva, iwe uchasimuka kuti ugamuchire mugove wenhaka yako.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Asi iwe wochiita maitiro ako iwayo kusvikira kumagumo ugozozorora uchizova panzvimbo yakowo yawakapiwa mumazuva okupedzesera.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Asi iwe chienda hako kusvikira kuguma kwavapo; nokuti iwe achazorora, ndokumukirazve mugove wako pakupera kwamazuva iwayo.”
Shona 2009?
"Asi iwe chienda hako kusvikira kuguma kwavapo; nokuti iwe achazorora, ndokumukirazve mugove wako pakupera kwamazuva iwayo."
Shona SUB 2002 Bible
“Asi iwe chienda hako kusvikira kuguma kwavapo; nokuti iwe achazorora, ndokumukirazve mugove wako pakupera kwamazuva iwayo.”