Daniel 12:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndikanzwa, asi handinakuɀinzwisisa; ipapo ndikati: Haiwa ishe waŋgu, kupera kweɀinhu iɀi ndokweiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakanzwa, asi handina kunzwisisa. Saka ndakabvunza ndikati, “Ishe wangu, zvinhu zvose izvi zvichaguma seiko?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunzwa ndakanzwa asi handina kunzwisisa. Ndipo pandakati, “Nhai changamire wangu. Zvinhu izvozvo zvichaperera mukuita sei?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndikanzwa, asi handina kuzvinzwisisa; ipapo ndikati, ‘Aiwa ishe wangu, kupera kwezvinhu izvi ndokweiko?’
Shona 2009?
"Ndikanzwa, asi handina kuzvinzwisisa, ipapo ndikati, `Aiwa ishe wangu, kupera kwezvinhu izvi ndokweiko?'
Shona SUB 2002 Bible
“Ndikanzwa, asi handina kuzvinzwisisa; ipapo ndikati, ‘Aiwa ishe wangu, kupera kwezvinhu izvi ndokweiko?’