Daniel 12:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati: Cienda hako, iwe Danieri; nokuti mashoko awa akaʋanzwa nokunamirwa necisimbiso kuȿikira paŋguʋa yokupedzisira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akapindura akati, “Chienda hako, Dhanieri, nokuti mashoko aya akavharwa nokunamwa kusvikira panguva yokupedzisira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akati, “Chienda zvako Dhanieri nokuti mazwi acho mashoko akavigwa akanamirirwa kusvikira panguva yokuguma.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Iye akati, ‘Chienda hako, iwe Dhanieri; nokuti mashoko awa akavanzwa nokunamirwa nechisimbiso kusvikira panguva yokupedzisira.’
Shona 2009?
"Iye akati, `Chienda hako, iwe Dhanyeri, nokuti mashoko awa akavanzwa nokunamirwa nechisimbiso kusvikira panguva yokupedzisira.'
Shona SUB 2002 Bible
“Iye akati, ‘Chienda hako, iwe Dhanieri; nokuti mashoko awa akavanzwa nokunamirwa nechisimbiso kusvikira panguva yokupedzisira.’