Daniel 2:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Danieri akapinda kunamambo, akakumbira kwaari, kuti amutarire ŋguʋa, aziʋise mambo kuɗudzirwa kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokudaro, Dhanieri akapinda kuna mambo akandokumbira nguva kwaari, kuitira kuti agomududzira chiroto chiya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhanieri akapinda akandoteterera kuna mambo kuti amutaurire nguva yaaizopa mambo dudziro yacho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Dhanieri akapinda kuna mambo, akakumbira kwaari, kuti amutarire nguva, azivise mambo kududzirwa kwazvo.
Shona 2009?
Zvino Dhanyeri akapinda kuna mambo, akakumbira kwaari kuti amutarire nguva, azivise mambo kududzirwa kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Dhanieri akapinda kuna mambo, akakumbira kwaari, kuti amutarire nguva, azivise mambo kududzirwa kwazvo.