Daniel 2:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndiye unoziʋisa ɀinhu ɀakadzika neɀakaʋanzika; ndiye unoziʋa ɀiri murima; ciedza cinogara kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anozarura zvakadzika nezvakavanzika, anoziva zviri murima, uye chiedza chinogara maari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Anoisa pachena zvinhu zvakadzama, zvinhu zvakavanzika. Anozviziva zviri murima iye chiedza ndipo pamusha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndiye anozivisa zvinhu zvakadzama nezvakavanzika; ndiye anoziva zviri murima; chiedza chinogara kwaari.
Shona 2009?
ndiye anozivisa zvinhu zvakadzama nezvakavanzika; ndiye anoziva zviri murima; chiedza chinogara kwaari.
Shona SUB 2002 Bible
ndiye anozivisa zvinhu zvakadzama nezvakavanzika; ndiye anoziva zviri murima; chiedza chinogara kwaari.