Daniel 2:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mambo akapindura, akati kunaDanieri, wainzi Berteshazari: Iwe unogona kundiziʋisa kurota kwandakaʋona, nokuɗudzirwa kwaɀo here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo akabvunza Dhanieri (iye ainziwo Bheriteshazari), “Iwe unogona here kundiudza zvandakaona pakurota nokuzvidudzira?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo akabvunza Dhanieri uya akanga ava kunzi Bheriteshaza kuti, “Unogona here kundizivisa hope dzandakarota nedudziro yadzo?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mambo akapindura, akati kuna Dhanieri, ainzi Bheteshazari. “Iwe unogona kundizivisa kurota kwandakaona, nokududzirwa kwazvo here?”
Shona 2009?
Mambo akapindura, akati kuna Dhanyeri, ainzi Bheteshazari. "Iwe unogona kundizivisa kurota kwandakaona, nokududzirwa kwazvo here?"
Shona SUB 2002 Bible
Mambo akapindura, akati kuna Dhanieri, ainzi Bheteshazari. “Iwe unogona kundizivisa kurota kwandakaona, nokududzirwa kwazvo here?”