Daniel 2:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mambo akati kwaʋari: Ndarota hope, ɀino mŋeya waŋgu unotambudzika ndiciti ndinzwisise kurota kwaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
iye akati kwavari, “Ndakarota hope dzinonditambudza zvino ndinoda kuziva zvadzinoreva.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo akavati, “Ndarota hope, zvino ndiri kutambura mumwoyo mangu kuti ndizive hope dzacho.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mambo akati kwavari, “Ndarota hope, zvino mweya wangu unotambudzika ndichiti ndinzwisise kurota kwangu.”
Shona 2009?
Mambo akati kwavari, "Ndarota hope, zvino mweya wangu unotambudzika ndichiti ndinzwisise kurota kwangu."
Shona SUB 2002 Bible
Mambo akati kwavari, “Ndarota hope, zvino mweya wangu unotambudzika ndichiti ndinzwisise kurota kwangu.”