Daniel 2:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana ndiri’ni, cinhu ici cakaʋanzika hacina‐kundiziʋiswa nokuɗa kwenjere dzandinadzo dzinopfuʋura dzaʋamŋe ʋapenyu ʋose, asi kuti mambo aziʋiswe kuɗudzirwa kwaɀo, ʋuye kuti muziʋiswe pfuŋgwa dziri mumŋoyo wenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi ini chakavanzika ichi chakaziviswa kwandiri, kwete nokuda kwokuti ndine njere huru kupfuura vamwe vanhu vanorarama asi kuti imi mambo, mugoziva dudziro uye kuti mugonzwisisa zvakapinda mundangariro dzenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi zvakavanzika izvozvi hazvina kuoneswa kwandiri pamusana pokuti ini ndini ndazova muchenjeri chaiye kupfuura vapenyu vose. Asi zvangoitirwa kuti mambo aziviswe dudziro yacho uye kuti mugonzwisisa pfungwa dzakasvika mumusoro menyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana ndirini, chinhu ichi chakavanzika hachina kundiziviswa nokuda kwenjere dzandinadzo dzinopfuura dzavamwe vapenyu vose, asi kuti mambo aziviswe kududzirwa kwazvo, uye kuti muziviswe pfungwa dziri mumwoyo wenyu.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible